88 definitions
Marijuana, Cannabis, Weed
"Hmm mashizha aya ihigh grade wangu"
"Vakomana siyanai nekubhema dhobho, hazvina kunaka - vakadaro zvavo mufundisi vachienda kuchapero vasangana neboys dzichisunga danda."
Marijuana joint, blunt, spliff
"Zibonza randakazomonerwa naDread hmmmm boys ndakaita kunge ndicharutsa chitaka"
"Iwe takakurambidza kurova dhunanga nekuti unovhuvha vakuru"
Roll up a blunt, (joint/spliff)
"Jahman itai zvekusunga danda, timbotora nguva tichidzinga mweya yakaipa"
Expensive / High quality / Trending / Top-notch / On fire
"Zvamanje-manje Holy10 ndovarikupisa."
Apple iPhone
"Ko muchero 14 urikumboita marii mazuvano?"
Police
"Ngonjo repaShamva ranetsa nekusunga vanhu vasina mhosva."
Noon / Afternoon
"Ndichauya paden nhasi skaten."
Sister
"Sistran vangu vakaenda Joza"
We use cookies for analytics to improve your experience. Privacy Policy