56 definitions
To cause trouble or stir conflict, often suddenly and deliberately / Create problems / Start issues / Get angry
"Ukamuwanzira anoku loadera badness"
It doesn't exist / No way / Not possible / No chance / Not right / Not true
"Hazviko izvozvo kuti unondida, handina nguva yevanhu vakadai"
Steal
"Pane kashop kepaJoina City kakarohwa bosh nerimwe team."
A rapid sprint; to run at top speed.
"Ndakarova sporo pandakatona boys dzehuruworks ndichibva pabhawa."
Gang / Group / Crew
"Ini nemafia rangu kana tafunga kuita plan, hapana anotimisa."
Don't be crazy
Exchange words / Heated argument
Rich man / Wealthy man / Sugar daddy
Head
"Pese pandinenge ndine chibhebhi chinotanga chandipa offering."
We use cookies for analytics to improve your experience. Privacy Policy