57 definitions
Marijuana, Cannabis, Weed
"Jazzman mazuva ano varikutengesa chaluwa chine matanda gozha."
Weed / Marijuana / Cannabis / Ganja / Pot / Grass
"Anga akaita kurohwa nechamba, ziso rakaita kutsvuka"
In the open
"Kare kwedu kwaisapfimbwa vakadzi pajekerere, waitotuma munhu anosvitsa shoko"
Job / Career / Hustle
"Tirikupusha maworks baba kuti zvibude."
Evening
"Pane irikuda kuitika nhelaz."
Elder brother / Bro / Senior
"Ndakadhumana nablaz vako pamashops nezuro."
Vehicle / Car
"Kabhebhi ako kakangoona garis chete zvatovharana."
"Paakutoda jap kuti plan ifambe"
Deny / Refuse / Decline
"Ndakajamuka pandakatumwa kunotenga chingwa."
Doing something little by little; progress in small increments.
"Mota yaita kugadzirwa mutoti-mutoti, nhasi oil change, mangwana plugs."
We use cookies for analytics to improve your experience. Privacy Policy